TINOTENDA CHINGWENA
Full Stack Software Engineer
Kungava kugadzira zviratidzo zvino shanda murunhare nemacomuter, kana kugadzira sevha, hazvinei, ndiri nyanzvi huru. Ndino gadzira shandamurunhare(software) inochengetedzeka zvakanaka uye unoshanda nemazvo. Ndino vavarira kugadzira mashandamurunhare maningi. Ndine dzidzo huru yandaka wana kubudikidza nechikoro chandakaenda. Ndine Bachelors Of Science in Computer Science from VU Amsterdam.Hunyanzvi uhu huno woneka mune zvinhu zvandaka batisisa pakugadzira mashandamurunhare. Uye zve, webusaiti yamuri kuona yaka gadzirwa neNext.js yaka gadzirwa pamusoro peReact. Sevha yakagadzirwa neSpring Boot uye zve munogona kutarisa kuti ndakaigadzira sei pa Tinotenda Chingwena Source code. Mukatarisa pazasi apo munoona mufananidzo wangu
